Hymn – Chitsike chords

Chords:
Transpose:
VERSE
A ENdofamba, ndofamba
Bm ANdosuwa kudenga
A A7/C# D6 Kunyika ya - Tenzi
Bm7 A/E E7 A Isi - na nenhamo
2. Majaya musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 3. Mhandara musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 4. Madzibaba musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 5. Madzimayi musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 6. Heyi wena, heyi wena Heyi wena, heyi wena Heyi wena, heyi wena Heyi wena, Satani 7. Chitsike, chitsike Chitsike, chitsike Chitsike, chitsike Chitsike Satani
Please rate this tab:
x1.0